Shuwa Ungakanganwe Zita ReMukuomana Wawairara Naye Kusvika Pakupihwa Nhumbu Aaaaaaaaaahhhhhh
HTML-код
- Опубликовано: 12 апр 2025
- #makandiwa #uebertangel #theclosurednashow #chamisa #karanganda #chigodora #slymedia #tilda #zimcelebs #tytie #kikkie #unclesaint #shematv #magaya #zigo #kundaichitima #djollah #maititi #madamboss #zimbabwe #chiefmutasa #chiefnyamaropa #chiefbushu #mnangagwa #chamisa #maititi #madamboss #mhosva #mamavee #comicelder #jahprayzah #fyi #viral
Развлечения
I like this Chief zvisingaite wari straight pakutonga, im his follower, hawamanike munhu pakona sezvinoitwa kumwe
Ndizvozvo ....apa he's my favorite chief
Mr T Mugabe hero basa
Musikana uyo ane kakungwara kari maari but akapusa mukati mepfungwa dzake ngaasatambe nevanhu vakuru
Endai kubasa kwaaishanda nemurume wacho record inowanokwa kuti ndewe kupi hapana anoshanda asina chitupa
Uyo chief akanyengwa nehama
Zigoo urikuseriii
Zvowanikwa coz tsotsi rinokpa rudo rwekty unotoknganwa kty unonzani asi ini hnku ndngtokngnwa zvmwe kwete zita 😂😂😂rairai vna vabreki dai ari makoni atoti sekuri varoore mwana wacho😂😂😂😂
Kaintroduction kako wakutaura sachif wangu Makoni 😂😂😂😂😂😂😂😂wandispaka ukagara uchienda ikoko uchataura nemo nemo
Chief me confused
Xigo Mic yako iyo bhoo here hama hausari here wane fluuu nechibonga bonga chako ichi😂😂😂😂
Chief am becoming confused , asi ndimi munoti team renyu ripfeke tumadhuku tuchena
Thanks Zigo for not including Java nevamwe vaporofita vemhema avo pamavideos ako.we shall continue supporting you
Mumhangari wenyaya yachi ndiyani?
Kasi zvinoitika
Vakadzi varikurarwa Kuma Rank uko nxaaa
Mahwindi dzorai moyo honai zvamakaita hamuchazivikanwi kwamunogara
Unozviziva hakoka kuti vanhu vauri kushambadzira hatiteere tongoita fast forward kune nyaya
Zigo kuMbare ku rank yemabhazi zvirikuitika nema hwindi
Stop up and down in other people's media we don't see Chibanda in your zig tv
Kkkk
Siya video sezvariri zvinyaya zvako zvinobhowa
Taura hako siya video yekedero dzidza from karanganda tv
Chief watch these girls they lie about pregnancy I’ve watched some episodes from chief Makoni kachinyepera munhu
Kkkk